Sanii Makhalima – Hazvichaiti Lyrics
Sanii Makhalima – Hazvichaiti Lyrics. Variko vanobvunzawo zvakawanda, vanobzunza kuti bae wako ari sei Sanii?
Vachinyepedzera kuzungaira, ivo vachiziva kuti zvakafamba sei
Pre Chorus
Akabaya, akaenda, achasuwa zvandaita, akadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvake
Wakabaya, wakaenda, achasuwa zvandaita, pauchadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvako
Chorus
Kudanana newe Hazvichaiti, kurambana newe ndopandiri,
kupera (kwe)rudo baby haa ndofa inini, (asi) bvuma bvuma baby Hazvichaiti
Verse 2
Handisati ndamboona, mulife mangu handisati ndamboona imi zvakadai,
Waiva kuseri kwekuseri, kuseri kwekuseri, ndokuda baby, asi wakaenda
Pre Chorus
Wakabaya, wakaenda, achasuwa zvandaita, pauchadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvako
Wakabaya, wakaenda, achasuwa zvandaita, pauchadzoka ndendaneta, ndendisisade nezvako
Chorus
Bridge
Love love yedu yedu haichaiti, hazvichaiti, chero ini ndichikuda, Hazvichaiti